Ruka 12:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi Jesu akati kwaari, “Nhaiwe, ndiani akandiita mutongi kana mugovanisi wenyu?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Iye akati kwaari: Iwe munhu, ndianiko wakandiita mutoŋgi kana mugoʋeri pakati penyu? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Iye akati kwaari, “Iwe munhu, ndianiko akandiita mutongi kana mugoveri pakati penyu?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi Jesu akati kwaari, “Nhaiwe, ndiani akandiita mutongi kana mugovanisi wenyu?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Asi Jesu akati kwaari, “Nhaiwe, ndiani akandiita mutongi kana mugovanisi wenyu?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Jesu akapindura akati, “Iwe murume, ndianiko akandigadza kuti ndive mutongi kana mugoveri pakati penyu?” Viz kapitola |