Ruka 11:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 nokuti imwe shamwari yangu iri parwendo yasvika, zvino handina chokumuperekera.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 nokuti shamŋari yaŋgu iri parwendo yakaȿika kwandiri, ɀino handina‐candiŋgamupakurira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 nokuti shamwari yangu iri parwendo yakasvika kwandiri, zvino handina chandingamupakurira.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 nokuti imwe shamwari yangu iri parwendo yasvika, zvino handina chokumuperekera.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 nokuti imwe shamwari yangu iri parwendo yasvika, zvino handina chokumuperekera.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 nokuti shamwari yangu iri parwendo yasvika kwangu, uye ini handina chandingamupa.’ Viz kapitola |