Ruka 11:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Zvichakuwanai zvenyu nokuti makaita samakuva asingaoneki, vanhu vanofamba pamusoro pawo vasingazivi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Munenhamo, imi, nokuti makaita samarinda asiŋgaʋonekwi; ʋanhu ʋanofamba pamsoro pawo, ʋasiŋgaziʋi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 Mune nhamo, imi, nokuti makaita samakuva asingaonekwi; vanhu vanofamba pamusoro pawo, vasingazivi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Zvichakuwanai zvenyu nokuti makaita samakuva asingaoneki, vanhu vanofamba pamusoro pawo vasingazivi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Zvichakuwanai zvenyu nokuti makaita samakuva asingaoneki, vanhu vanofamba pamusoro pawo vasingazivi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 “Mune nhamo imi, nokuti makaita samakuva asina mucherechedzo, vanhu vanofamba napamusoro pawo vasingazvizivi.” Viz kapitola |