Ruka 11:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Asineni ari kurwisana neni uyo asingaunganidzi neni anoparadza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Usi neni, unopesana neni, nousiŋgaʋuŋganidzi neni, unoparadza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 “Asi neni, anopesana neni, noasingaunganidzi neni, anoparadza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Asineni ari kurwisana neni uyo asingaunganidzi neni anoparadza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 “Asineni ari kurwisana neni uyo asingaunganidzi neni anoparadza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 “Ani naani asiri kudivi rangu anorwa neni, uye asingaunganidzi pamwe chete neni, anoparadzira. Viz kapitola |