Ruka 11:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Asi mumwe ane simba kukunda iye akamurwisa akamukurira anomutorera zvombo zvake zvokurwisa zvaaivimba nazvo achigova zvaanenge apamba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi kana mumŋe unomupfuʋura nesimba akamuʋamba, akamukunda, ipapo ucamutorera nhumbi dzose dzokurwa, dzaakaŋga aciʋimba nadzo, ndokugoʋera iɀo ɀaapamba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Asi kana mumwe anomupfuura nesimba akamuvamba, akamukunda, ipapo achamutorera nhumbi dzose dzokurwa, dzaakanga achivimba nadzo, ndokugovera izvo zvaapamba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Asi mumwe ane simba kukunda iye akamurwisa akamukurira anomutorera zvombo zvake zvokurwisa zvaaivimba nazvo achigova zvaanenge apamba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Asi mumwe ane simba kukunda iye akamurwisa akamukurira anomutorera zvombo zvake zvokurwisa zvaaivimba nazvo achigova zvaanenge apamba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Asi kana mumwe ane simba akamurwisa uye akamukunda, anomutorera nhumbi dzokurwa dzaanga achivimba nadzo agogova zvaanenge apamba. Viz kapitola |