Ruka 11:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Zvino kana ndichidzinga mweya yakaipa nomunwe waMwari umambo hwaMwari hwasvika pamuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Asi kana ndiciɓuɗisa mŋeya yakaipa nomunwe waMŋari, ipapo ʋushe bgaMŋari bgaȿika kwamuri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 “Asi kana ndichibudisa mweya yakaipa nomunwe waMwari, ipapo ushe hwaMwari hwasvika kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Zvino kana ndichidzinga mweya yakaipa nomunwe waMwari umambo hwaMwari hwasvika pamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Zvino kana ndichidzinga mweya yakaipa nomunwe waMwari umambo hwaMwari hwasvika pamuri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Asi kana ndichidzinga madhimoni nomunwe waMwari, ipapo umambo hwaMwari hwasvika kwamuri. Viz kapitola |