Ruka 10:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 “Ndiani pakati pavatatu ava waunofunga kuti akaratidza kuti mumwe wouyo akawira mukati memakororo?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Unofuŋgei, ndoupiko kunaʋatatu aʋa wakaŋga ari wokwake waiye wakawirwa namakororo? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 “Unofungei, ndoupiko kuna vatatu ava akanga ari wokwake waiye akawirwa namakororo?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 “Ndiani pakati pavatatu ava waunofunga kuti akaratidza kuti mumwe wouyo akawira mukati memakororo?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 “Ndiani pakati pavatatu ava waunofunga kuti akaratidza kuti mumwe wouyo akawira mukati memakororo?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 “Ndianiko pavanhu vatatu ava waunofunga kuti akanga ari muvakidzani kuna iye akawira mumaoko amakororo?” Viz kapitola |