Online Bible

- Reklamy -

Ruka 10:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Zvakaitika kuti mupristi aidzika nomugwagwa iwoyo. Paakamuona akamunyenyeredza nokoko.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Ɀino mumŋe muprista wakaŋga aciŋgoɓuruka hake nenzira iyo; akati acimuʋona, akanyenyeredza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Zvino mumwe mupristi akanga achingoburuka hake nenzira iyo; akati achimuona, akamunyenyeredza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Zvakaitika kuti mupristi aidzika nomugwagwa iwoyo. Paakamuona akamunyenyeredza nokoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Zvakaitika kuti mupristi aidzika nomugwagwa iwoyo. Paakamuona akamunyenyeredza nokoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Zvakaitika kuti mumwe muprista akafambawo nenzira iyoyo, uye akati achiona murume uyo, akamunyenyeredza.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 10:31

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy