Ruka 10:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Ko mumutemo makanyorwa kuti kudii? Chii chaunoonamo pakuverenga kwako?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Akati kwaari: Pamurairo pakanyorweiko? Unoraʋa sei? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Akati kwaari, “Pamurayiro pakanyorweiko? Unorava sei?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Ko mumutemo makanyorwa kuti kudii? Chii chaunoonamo pakuverenga kwako?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 “Ko mumutemo makanyorwa kuti kudii? Chii chaunoonamo pakuverenga kwako?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Iye akapindura akati, “Mumurayiro makanyorweiko? Unouverenga seiko?” Viz kapitola |