Ruka 1:65 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika65 Pakave nokutya mukati mavavakidzani vavo, nyaya dzezvinhu izvi dzakafamba kwose kwose munyika yamakomo yeJudhea. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)65 Kutya kukawira ʋose ʋakaŋga ʋagere naʋo; namashoko iwayo ose akanzwika kunyika yose yamakomo eJudea. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200265 Kutya kukawira vose vakanga vagere navo; namashoko iwayo ose akanzwika kunyika yose yamakomo eJudhea. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika65 Pakave nokutya mukati mavavakidzani vavo, nyaya dzezvinhu izvi dzakafamba kwose kwose munyika yamakomo yeJudhea. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona65 Pakave nokutya mukati mavavakidzani vavo, nyaya dzezvinhu izvi dzakafamba kwose kwose munyika yamakomo yeJudhea. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi65 Vavakidzani vose vakazadzwa nokutya, nomunyika yose yezvikomo yeJudhea vanhu vakataura pamusoro pezvinhu izvi zvose. Viz kapitola |