Ruka 1:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 ndokutaura nezwi riri pamusoro achiti, “Makakomborerwa pana vakadzi vose, akakomborerwawo mwana wemimba yenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 akaɗana nenzwi guru, akati: Wakaropafadzwa iwe pakati paʋakadzi, neciɓereko ceɗumbu rako cakaropafadzwa! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 akadana nezwi guru, akati, “Wakaropafadzwa iwe pakati pavakadzi, nomwana wemimba yako akakomborerwazve! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 ndokutaura nezwi riri pamusoro achiti, “Makakomborerwa pana vakadzi vose, akakomborerwawo mwana wemimba yenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 ndokutaura nezwi riri pamusoro achiti, “Makakomborerwa pana vakadzi vose, akakomborerwawo mwana wemimba yenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Akadanidzira nenzwi guru achiti, “Wakaropafadzwa iwe pakati pavakadzi, uye akaropafadzwa mwana wauchazvara! Viz kapitola |