Ruka 1:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Iye achava mukuru–mukuru uye achanzi Mwanakomana woWokumusorosoro. Tenzi Mwari achamupa chigaro choumambo chababa vake Dhavhidhi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Iye ucaʋa mukuru, ucanzi Mŋanakomana woWokumsoro‐soro; Ishe Mŋari ucamupa cigaro coʋushe caɓaɓa ʋake Davidi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Iye achava mukuru, achanzi Mwanakomana woWokumusorosoro; Ishe Mwari achamupa chigaro choushe chababa vake Dhavhidhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Iye achava mukuru–mukuru uye achanzi Mwanakomana woWokumusorosoro. Tenzi Mwari achamupa chigaro choumambo chababa vake Dhavhidhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Iye achava mukuru–mukuru uye achanzi Mwanakomana woWokumusorosoro. Tenzi Mwari achamupa chigaro choumambo chababa vake Dhavhidhi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Achava mukuru uye achanzi Mwanakomana weWokumusoro-soro. Ishe Mwari achamupa chigaro choushe chababa vake Dhavhidhi, Viz kapitola |