Online Bible

- Reklamy -

Obadia 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Hamaifanira kumbopinda henyu muguta ravanhu vangu pazuva repfumvu yavo. Hamaifanira kutonakidzwa nokuonerera kuparara kwavo pamusi wepfumvu yavo. Mungadai musina kumbopamba zvinhu zvavo pazuva repfumvu yavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Regai kupinda pasuʋo raʋanhu ʋaŋgu nezuʋa renhamo yaʋo; regai kutarira njodzi yaʋo nezuʋa renhamo yaʋo, regai kuʋatorera fuma yaʋo nezuʋa renhamo yaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Regai kupinda pasuo ravanhu vangu nezuva renhamo yavo; regai kutarira njodzi yavo nezuva renhamo yavo, regai kuvatorera pfuma yavo nezuva renhamo yavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Hamaifanira kumbopinda henyu muguta ravanhu vangu pazuva repfumvu yavo. Hamaifanira kutonakidzwa nokuonerera kuparara kwavo pamusi wepfumvu yavo. Mungadai musina kumbopamba zvinhu zvavo pazuva repfumvu yavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Hamaifanira kumbopinda henyu muguta ravanhu vangu pazuva repfumvu yavo. Hamaifanira kutonakidzwa nokuonerera kuparara kwavo pamusi wepfumvu yavo. Mungadai musina kumbopamba zvinhu zvavo pazuva repfumvu yavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Hamufaniri kufamba napamasuo avanhu vangu, pazuva renjodzi yavo, kana kuvatarisira pasi vava munjodzi, pazuva renjodzi yavo, kana kuvatorera pfuma yavo pazuva renhamo yavo.

Viz kapitola kopírovat

Obadia 1:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy