Numeri 8:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Udza Aroni kuti paanondogadzika marambi, marambi manomwe anofanira kuvheneka akatarisa mberi kwechigadzikiro chomwenje.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Taura naAroni, uti kwaari: Kana ucimisa mŋenje, mŋenje minomŋe inofanira kuvenekera pamberi pecigadziko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 “Taura naAroni, uti kwaari, ‘Kana uchiumisa mwenje, mwenje minomwe inofanira kuvhenekera pamberi pechigadziko.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Udza Aroni kuti paanondogadzika marambi, marambi manomwe anofanira kuvheneka akatarisa mberi kwechigadzikiro chomwenje.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Udza Aroni kuti paanondogadzika marambi, marambi manomwe anofanira kuvheneka akatarisa mberi kwechigadzikiro chomwenje.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Taura naAroni uti kwaari, ‘Kana uchimisa mwenje minonwe, inofanira kuvhenekera nzvimbo iri mberi kwechigadziko chomwenje.’ ” Viz kapitola |