Numeri 8:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kana wachenura vaRevhi nokuvaturira kwandiri somupiro unosimudzirwa uchiturirwa Mwari vachava vanhu vanobvumirwa kuita basa romutendhe rokusanganira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino shure kwaiɀoɀo ʋaRevi ʋanofanira kupinda kuzoɓate‐ɓasa patente rokusoŋgana; unofanira kuʋanatsa nokuʋazuŋguzira ʋaʋe cipiriso cinozuŋguzirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino shure kwaizvozvo vaRevhi vanofanira kupinda kuzobata basa patende rokusangana; unofanira kuvanatsa nokuvazunguzira vave chipiriso chinozunguzirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kana wachenura vaRevhi nokuvaturira kwandiri somupiro unosimudzirwa uchiturirwa Mwari vachava vanhu vanobvumirwa kuita basa romutendhe rokusanganira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Kana wachenura vaRevhi nokuvaturira kwandiri somupiro unosimudzirwa uchiturirwa Mwari vachava vanhu vanobvumirwa kuita basa romutendhe rokusanganira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “Mushure mokunge wanatsa vaRevhi nokuvakumikidza sechipiriso chokuninira, vanofanira kuuya kuzoita basa ravo paTende Rokusangana. Viz kapitola |