Online Bible

- Reklamy -

Numeri 7:66 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

66 Pazuva rechigumi racho, kwakauyawo Ahiezero mwanakomana wavaAmishadhai, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaDhani.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

66 Nezuʋa regumi Ahiezeri, mŋanakomana waAmishadai, mucinda waʋana ʋaDani, wakaʋuya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

66 Nezuva regumi Ahiezeri, mwanakomana waAmishadhai, muchinda wavana vaDhani, akauya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

66 Pazuva rechigumi racho, kwakauyawo Ahiezero mwanakomana wavaAmishadhai, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaDhani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

66 Pazuva rechigumi racho, kwakauyawo Ahiezero mwanakomana wavaAmishadhai, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaDhani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

66 Pazuva regumi, Ahiezeri mwanakomana waAmishadhai, mutungamiri wavanhu vokwaDhani, akauya nechipiriso.

Viz kapitola kopírovat

Numeri 7:66

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy