Numeri 5:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Udza vaIsiraeri kuti kana munhu atadzira mumwe, munhu iyeyu atopesana naTenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti: Kana murume kana mukadzi aciŋge atadza nokutadza kwaʋanhu, akatadzira Jehova, munhu uyu akaʋa nemhoȿa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Taura navana vaIsiraeri, uti, ‘Kana murume kana mukadzi achinge atadza nokutadza kwavanhu, akatadzira Jehovha, munhu uyu akava nemhosva; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Udza vaIsiraeri kuti kana munhu atadzira mumwe, munhu iyeyu atopesana naTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Udza vaIsiraeri kuti kana munhu atadzira mumwe, munhu iyeyu atopesana naTenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “Uti kuvaIsraeri: ‘Kana murume kana mukadzi akakanganisira mumwe nenzira ipi zvayo uye saizvozvo akasava akatendeka kuna Jehovha, munhu uyo ane mhosva, Viz kapitola |