Numeri 4:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Basa rose richaitwa nevekwaGerishoni ibasa ravanenge vatumwa naAroni nevana vake, zvose zvavanotakura nazvose zvavanoita. Ndimi muchavapa basa rokutakura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Maɓasa ose aʋanakomana ʋaGershoni, ɀose ɀaʋanofanira kutakura neɀaʋanofanira kuɓata, ɀinofanira kurairwa naAroni naʋanakomana ʋake; munofanira kuʋagadza paɓasa raʋo rose rokutakura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Mabasa ose avanakomana vaGeshoni, zvose zvavanofanira kutakura nezvavanofanira kubata, zvinofanira kurairwa naAroni navanakomana vake; munofanira kuvagadza pabasa ravo rose rokutakura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Basa rose richaitwa nevekwaGerishoni ibasa ravanenge vatumwa naAroni nevana vake, zvose zvavanotakura nazvose zvavanoita. Ndimi muchavapa basa rokutakura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Basa rose richaitwa nevekwaGerishoni ibasa ravanenge vatumwa naAroni nevana vake, zvose zvavanotakura nazvose zvavanoita. Ndimi muchavapa basa rokutakura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Mabasa avo ose kungava kutakura kana kuita rimwe basa, zvinofanira kuitwa nokurayira kwaAroni navanakomana vake. Muchavatuma sebasa ravo zvose zvavanofanira kutakura. Viz kapitola |