Numeri 4:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi ngavarege kupindamo vachitarisa zvinhu zvinoera kana kwekanguva kaduku zvako kuti varege kufa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Asi ŋgaʋarege kupinda kundoʋona imba tȿene, kunyaŋge iri ŋguʋa ɗuku, kuti ʋarege kufa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Asi ngavarege kupinda kundoona imba tsvene, kunyange iri nguva duku, kuti varege kufa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi ngavarege kupindamo vachitarisa zvinhu zvinoera kana kwekanguva kaduku zvako kuti varege kufa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi ngavarege kupindamo vachitarisa zvinhu zvinoera kana kwekanguva kaduku zvako kuti varege kufa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Asi vaKohati havafaniri kupinda kundotarisa zvinhu zvitsvene, kana kwechinguva, kuti varege kufa.” Viz kapitola |