Numeri 3:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Saka Mosesi akatora mari yakadzikinuriswa vaya vakanga vapfuuridza pauwandi hwavaRevhi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Mosesi akatora mari yokudzikinura kunaiʋo ʋakaŋga ʋakapfuʋura ʋakadzikinurwa naʋaRevi; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200249 Mosesi akatora mari yokudzikinura kuna ivo vakanga vakapfuura vakadzikinurwa navaRevhi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Saka Mosesi akatora mari yakadzikinuriswa vaya vakanga vapfuuridza pauwandi hwavaRevhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona49 Saka Mosesi akatora mari yakadzikinuriswa vaya vakanga vapfuuridza pauwandi hwavaRevhi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Saka Mozisi akatora mari yedzikinuro kubva kuna vakanga vapfuurira uwandu hwavaya vakanga vadzikinurwa navaRevhi. Viz kapitola |