Numeri 3:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Eriasafu mwanakomana waRaeri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaGerishoni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Eriasafi, mŋanakomana waRaeri, ndiye unofanira kuʋa mucinda weimba yamadziɓaɓa aʋaGershoni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Eriasafi, mwanakomana waRaeri, ndiye anofanira kuva muchinda weimba yamadzibaba avaGeshoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Eriasafu mwanakomana waRaeri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaGerishoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Eriasafu mwanakomana waRaeri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaGerishoni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Mutungamiri wemhuri yavaGerishoni akanga ari Eriasafi mwanakomana waRaeri. Viz kapitola |