Numeri 3:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Aya ndiwo mazita avanakomana vaAroni. Wedangwe aiva ari Nadhabhu achiteverwa naAbhihu naEreazari naItamaru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ndiwo mazita aʋanakomana ʋaAroni: Weɗaŋgwe Nadabi, teʋere Abihu naEreazari naItamari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Ndiwo mazita avanakomana vaAroni: Wedangwe, Nadhabhi, tevere Abhihu naEreazari naItamari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Aya ndiwo mazita avanakomana vaAroni. Wedangwe aiva ari Nadhabhu achiteverwa naAbhihu naEreazari naItamaru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Aya ndiwo mazita avanakomana vaAroni. Wedangwe aiva ari Nadhabhu achiteverwa naAbhihu naEreazari naItamaru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Mazita avanakomana vaAroni aiva Nadhabhi dangwe rake, naAbhihu, naEreazari naItamari. Viz kapitola |