Numeri 2:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vachadzika matendhe avo nechokumadokero, ndovomureza wedzinza raEfuremu, vachange vari muzvikwata zvavo. Mutungamiriri wedzinza raEfuremu anenge ari Erishama, mwanakomana waAmihudhi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Kurutiʋi rwamaʋirazuʋa kunofanira kuiswa mureza wemisasa yaEfraimi, namapoka aʋo; Erishama, mŋanakomana waAmihudi, ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaEfraimi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 “Kurutivi rwamavirazuva kunofanira kuiswa mureza wemisasa yaEfuremu, namapoka avo; Erishama, mwanakomana waAmihudhi, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaEfuremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vachadzika matendhe avo nechokumadokero, ndovomureza wedzinza raEfuremu, vachange vari muzvikwata zvavo. Mutungamiriri wedzinza raEfuremu anenge ari Erishama, mwanakomana waAmihudhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Vachadzika matendhe avo nechokumadokero, ndovomureza wedzinza raEfuremu, vachange vari muzvikwata zvavo. Mutungamiriri wedzinza raEfuremu anenge ari Erishama, mwanakomana waAmihudhi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Nechokumavirira kuchava namapoka emisasa yaEfuremu ari pasi pemireza yawo. Mutungamiri wavanhu vokwaEfuremu ndiErishama mwanakomana waAmihudhi. Viz kapitola |