Numeri 16:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mosesi paakazvinzwa akati pasi zvambarara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Mosesi wakati aciɀinzwa, akawira pasi neciso cake; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Mosesi akati achizvinzwa, akawira pasi nechiso chake; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mosesi paakazvinzwa akati pasi zvambarara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mosesi paakazvinzwa akati pasi zvambarara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Mozisi akati anzwa izvozvo, akawira pasi nechiso. Viz kapitola |