Numeri 15:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ani naani anotadza mukasaziva kunyange ari chizvarwa chomuIsiraeri kana mutorwa agere nemi anosungwa nomutemo mumwechetewo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Munofanira kuʋa nomurairo mumŋe cete pamsoro pomunhu wakaita cinhu nokusaziʋa, kana ari munhu wakaɓerekerwa panyika pakati paʋana ʋaIsraeri, kana ari mutorwa ugere pakati paʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Munofanira kuva nomurayiro mumwechete pamusoro pomunhu akaita chinhu nokusaziva, kana ari munhu akaberekerwa panyika pakati pavana vaIsiraeri, kana ari mutorwa agere pakati pavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ani naani anotadza mukasaziva kunyange ari chizvarwa chomuIsiraeri kana mutorwa agere nemi anosungwa nomutemo mumwechetewo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Ani naani anotadza mukasaziva kunyange ari chizvarwa chomuIsiraeri kana mutorwa agere nemi anosungwa nomutemo mumwechetewo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Murayiro mumwe chete iwoyu unoshanda kuna vose vanotadza vasingazivi, angava akaberekerwa muIsraeri kana mutorwa. Viz kapitola |