Numeri 15:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Asi kana mukakanganisa mukarega zvenyu kuchengeta mirao iyoyi yakaudzwa Mosesi naTenzi, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Kana mucitadza, musiŋgaceŋgeti mirairo iyi yose, yakataurwa naJehova kunaMosesi, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 “Kana muchitadza, musingachengeti mirairo iyi yose, yakataurwa naJehovha kuna Mosesi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Asi kana mukakanganisa mukarega zvenyu kuchengeta mirao iyoyi yakaudzwa Mosesi naTenzi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 “Asi kana mukakanganisa mukarega zvenyu kuchengeta mirao iyoyi yakaudzwa Mosesi naTenzi, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 “ ‘Zvino kana musingatadzi nobwoni kuchengeta mirayiro iyi yakapiwa kuna Mozisi naJehovha, Viz kapitola |