Online Bible

- Reklamy -

Numeri 13:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Varume vaya vakaenda vakandosora nyika iyoyo, kubvira parenje reZini, kundosvika kuguta rainzi Rehobhu tavakuda kupinda muguta reHamati.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Naiɀoɀo ʋakakwira ʋakandoshorenyika, ʋacibva murenje reZini, kuȿikira Rehobi, paʋanopinda Hamati.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Naizvozvo vakakwira vakandosora nyika, vachibva murenje reZini, kusvikira Rehobhu, pavanopinda Hamati.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Varume vaya vakaenda vakandosora nyika iyoyo, kubvira parenje reZini, kundosvika kuguta rainzi Rehobhu tavakuda kupinda muguta reHamati.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Varume vaya vakaenda vakandosora nyika iyoyo, kubvira parenje reZini, kundosvika kuguta rainzi Rehobhu tavakuda kupinda muguta reHamati.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Naizvozvo vakakwidza vakandosora nyika kubva kurenje reZini kusvikira kuRehobhi, kwakanangana neRebho Hamati.

Viz kapitola kopírovat

Numeri 13:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy