Numeri 13:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Endai mundoona kuti nyika yavagere inyika yakanaka here kana kuti yakaipa. Muonewo kuti maguta avagere akakomberedzwa nerusvingo here kana kuti kwete. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 nenyika ʋo yaʋagere’mo, kuti yakaɗiniko, kana yakanaka, kana yakaipa; namaguta maʋagere, kuti akaɗiniko, kana ʋagere mumisasa kana munhare; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 nenyikawo yavageremo, kuti yakadiniko, kana yakanaka, kana yakaipa; namaguta mavagere, kuti akadiniko, kana vagere mumisasa kana munhare; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Endai mundoona kuti nyika yavagere inyika yakanaka here kana kuti yakaipa. Muonewo kuti maguta avagere akakomberedzwa nerusvingo here kana kuti kwete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Endai mundoona kuti nyika yavagere inyika yakanaka here kana kuti yakaipa. Muonewo kuti maguta avagere akakomberedzwa nerusvingo here kana kuti kwete. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Nyika yavanogara yakadini? Yakanaka here kana kuti yakaipa? Maguta avagere maari akadiniko? Haana masvingo here kana kuti akakomberedzwa? Viz kapitola |