Numeri 11:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ko nyama yandingape vanhu vose ava ndingaiwane kupiko, zvavari kuchema vachiti tipe nyama tidye? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ndicawanepiko nyama yandiŋgapa ʋanhu aʋa ʋose? Nokuti ʋanondicemera, ʋaciti: Tipe nyama, tidye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ndichawanepiko nyama yandingapa vanhu ava vose? Nokuti vanondichemera, vachiti, ‘Tipe nyama, tidye.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ko nyama yandingape vanhu vose ava ndingaiwane kupiko, zvavari kuchema vachiti tipe nyama tidye? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ko nyama yandingape vanhu vose ava ndingaiwane kupiko, zvavari kuchema vachiti tipe nyama tidye? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ndingawanepiko nyama yandingapa vanhu vose ava? Vanoramba vachingondichemera vachiti, ‘Tipe nyama yokudya.’ Viz kapitola |