Online Bible

- Reklamy -

Numeri 11:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ko ndini ndakavabereka kana kuvasika here zvamunoti ndivarere ndichivatakura mumaoko angu somureri anotakura mwana mucheche ndichienda navo kunyika yamakatsidzira madzibaba avo?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ko ndini ndakagamucira ʋanhu aʋa ʋose here? Ko ndini ndakaʋaɓereka here, ɀamunoti kwandiri: Uʋatakure pacifuʋa cako, somureri unotakura mŋana unomŋa, uʋaise kunyika yamakapikira madziɓaɓa aʋo?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Ko ndini ndakagamuchira vanhu ava vose here? Ko ndini ndakavabereka here, zvamunoti kwandiri, ‘Uvatakure pachipfuva chako, somureri anotakura mwana anomwa, uvaise kunyika yamakapikira madzibaba avo?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ko ndini ndakavabereka kana kuvasika here zvamunoti ndivarere ndichivatakura mumaoko angu somureri anotakura mwana mucheche ndichienda navo kunyika yamakatsidzira madzibaba avo?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Ko ndini ndakavabereka kana kuvasika here zvamunoti ndivarere ndichivatakura mumaoko angu somureri anotakura mwana mucheche ndichienda navo kunyika yamakatsidzira madzibaba avo?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Ko, ndini ndakaita kuti vanhu vose ava vaumbwe here? Ko, ndini ndakavabereka here? Seiko muchindiita kuti ndivatakure mumaoko angu, somureri anotakura mwana mucheche kuti ndiende navo kunyika yamakavimbisa nemhiko kumadzitateguru avo?

Viz kapitola kopírovat

Numeri 11:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy