Numeri 10:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Mosesi akati, “Ndapota musatisiye. Imi munoziva kwatingandodzika matendhe murenje. Ndimi mungatotitungamirira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Iye akati: Ndinonyeŋgetera kuti murege henyu kutisiya, ɀamunoziʋa mudzikirwe wamatente eɗu murenje, mucaʋa meso eɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Iye akati, “Ndinonyengetera kuti murege henyu kutisiya, zvamunoziva kudzikirwe wamatende edu murenje, muchava meso edu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Mosesi akati, “Ndapota musatisiye. Imi munoziva kwatingandodzika matendhe murenje. Ndimi mungatotitungamirira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Mosesi akati, “Ndapota musatisiye. Imi munoziva kwatingandodzika matendhe murenje. Ndimi mungatotitungamirira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Asi Mozisi akati kwaari, “Ndapota hangu regai kutisiya. Munoziva patinofanira kuvaka musasa wedu murenje, uye imi mungava meso edu. Viz kapitola |