Online Bible

- Reklamy -

Numeri 10:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Kana kwaridzwa mabhosvo maviri vaIsiraeri vose ngavaungane kwaunenge uri kumusuo wetendhe rokusanganira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Kana ʋacidziridza ʋuŋgano yose inofanira kuʋuŋgana kwauri pamukoʋa wetente rokusoŋgana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Kana vachidziridza ungano yose inofanira kuungana kwauri pamukova wetende rokusangana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Kana kwaridzwa mabhosvo maviri vaIsiraeri vose ngavaungane kwaunenge uri kumusuo wetendhe rokusanganira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Kana kwaridzwa mabhosvo maviri vaIsiraeri vose ngavaungane kwaunenge uri kumusuo wetendhe rokusanganira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Dzikaridzwa dzose dziri mbiri, ungano yose inofanira kuungana pamberi pako pamukova weTende Rokusangana.

Viz kapitola kopírovat

Numeri 10:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy