Numeri 10:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vemhuri yokwaKohati vaibva vapindawo munzira vakatakura zvinhu zvinoera. Tendhe rinoera raifanodzikwa vasati vasvika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino ʋaKohati ʋakasimuka, ʋakatakura imba tȿene; ʋamŋe ʋakamisa tabernakeri iʋo ʋacigere kuȿika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Zvino vaKohati vakasimuka, vakatakura imba tsvene; vamwe vakamisa tabhenakeri ivo vachigere kusvika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vemhuri yokwaKohati vaibva vapindawo munzira vakatakura zvinhu zvinoera. Tendhe rinoera raifanodzikwa vasati vasvika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vemhuri yokwaKohati vaibva vapindawo munzira vakatakura zvinhu zvinoera. Tendhe rinoera raifanodzikwa vasati vasvika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ipapo vaKohati vakasimuka, vakatakura zvinhu zvitsvene. Tabhenakeri yaifanira kumiswa vasati vasvika. Viz kapitola |