Online Bible

- Reklamy -

Numeri 1:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Vakaverengwa mudzinza raJudha vose vaisvika makumi manomwe ezviuru ane zviuru zvina namazana matanhatu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaJuda, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manomŋe neɀinna namazana matanhatu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaJudha, vakasvika zviuru zvina makumi manomwe nezvina namazana matanhatu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Vakaverengwa mudzinza raJudha vose vaisvika makumi manomwe ezviuru ane zviuru zvina namazana matanhatu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Vakaverengwa mudzinza raJudha vose vaisvika makumi manomwe ezviuru ane zviuru zvina namazana matanhatu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaJudha vaisvika zviuru makumi manomwe nezvina, namazana matanhatu.

Viz kapitola kopírovat

Numeri 1:27

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy