Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 9:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 “Imi Tenzi Mwari ndimi makasarudza Abhuramu, mukamuburitsa kuUru yevechiKaradhea mukazoti zita rake rinzi Abhurahamu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ndimi Jehova Mŋari wakatsaura Abrama, mukamuɓuɗisa paUri raʋaKardea, mukamupa zita rinonzi Abrahama;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Ndimi Jehovha Mwari akatsaura Abhuramu, mukamubudisa paUri ravaKaradhea, mukamupa zita rinonzi Abhurahamu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 “Imi Tenzi Mwari ndimi makasarudza Abhuramu, mukamuburitsa kuUru yevechiKaradhea mukazoti zita rake rinzi Abhurahamu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 “Imi Tenzi Mwari ndimi makasarudza Abhuramu, mukamuburitsa kuUru yevechiKaradhea mukazoti zita rake rinzi Abhurahamu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 “Ndimi Jehovha Mwari, makasarudza Abhurahama mukamubudisa kubva munyika yeUri yavaKaradhea mukamutumidza kuti Abhurahama.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 9:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy