Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 9:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Zvakawanda kwazvo zvainobereka zvinoenda zvazvo kumadzimambo amakatiisira kuti atitonge pamusana pezvitadzo zvedu. Vanotovawo nesimba rokutonga iyesu vanhu pamwechete nezvipfuwo zvedu sepamadiro avo zvavo. Tayaura isu nenhamo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Ɀiɓereko ɀizhinji inoɀiɓerekera madzimambo amakaisa pamsoro peɗu, nokuɗa kweɀiʋi ɀeɗu; iʋo ʋanesimba ʋo pamiʋiri yeɗu, napaŋombe dzeɗu, seɀaʋanoɗa; tiri pakumanikidzwa kukuru.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Zvibereko zvizhinji inozviberekera madzimambo amakaisa pamusoro pedu, nokuda kwezvivi zvedu; ivo vane simbawo pamiviri yedu, napamombe dzedu, sezvavanoda; tiri pakumanikidzwa kukuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Zvakawanda kwazvo zvainobereka zvinoenda zvazvo kumadzimambo amakatiisira kuti atitonge pamusana pezvitadzo zvedu. Vanotovawo nesimba rokutonga iyesu vanhu pamwechete nezvipfuwo zvedu sepamadiro avo zvavo. Tayaura isu nenhamo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Zvakawanda kwazvo zvainobereka zvinoenda zvazvo kumadzimambo amakatiisira kuti atitonge pamusana pezvitadzo zvedu. Vanotovawo nesimba rokutonga iyesu vanhu pamwechete nezvipfuwo zvedu sepamadiro avo zvavo. Tayaura isu nenhamo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Nokuda kwezvivi zvedu zvibereko zvayo zvizhinji zvava kuenda kumadzimambo amakaisa pamusoro pedu. Vane simba pamusoro pemiviri yedu uye vanoita zvavanoda nemombe dzedu. Tiri pakutambudzika kukuru.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 9:37

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy