Nehemia 9:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Hezvi nhasi uno tiri varanda kudai munyika yamakapa madzibaba edu kuti vanakirwe zvavo nemichero yayo nezvipo zvayo zvakanaka, chionai zvino, tangova varanda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Tarirai, tiri ʋaranda nhasi, ʋuye kana iri nyika yamakapa madziɓaɓa eɗu, kuti ʋadye ɀiɓereko ɀayo neɀakanaka ɀayo, tarirai, tiri ʋaranda mairi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Tarirai, tiri varanda nhasi uye kana iri nyika yamakapa madzibaba edu, kuti vadye zvibereko zvayo nezvakanaka zvayo, tarirai, tiri varanda mairi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Hezvi nhasi uno tiri varanda kudai munyika yamakapa madzibaba edu kuti vanakirwe zvavo nemichero yayo nezvipo zvayo zvakanaka, chionai zvino, tangova varanda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Hezvi nhasi uno tiri varanda kudai munyika yamakapa madzibaba edu kuti vanakirwe zvavo nemichero yayo nezvipo zvayo zvakanaka, chionai zvino, tangova varanda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 “Asi tarirai, tava nhapwa nhasi, nhapwa munyika yamakapa madzitateguru edu kuti vadye zvibereko zvayo uye nezvimwe zvakanaka zvainobereka. Viz kapitola |