Nehemia 9:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Kunyange zvakadaro zvazvo, makangoramba muri mururami pane zvose zvakadai kutiwira pamusana pokuti imi makaita zviri pachokwadi asi isu takaita zvakaipa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Asi imi makaita henyu ɀakarurama paɀose ɀakatiwira, nokuti makaita neɀokwaɗi, asi isu takaita ɀakashata. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Asi imi makaita henyu zvakarurama pazvose zvakatiwira, nokuti makaita nezvokwadi, asi isu takaita zvakashata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Kunyange zvakadaro zvazvo, makangoramba muri mururami pane zvose zvakadai kutiwira pamusana pokuti imi makaita zviri pachokwadi asi isu takaita zvakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Kunyange zvakadaro zvazvo, makangoramba muri mururami pane zvose zvakadai kutiwira pamusana pokuti imi makaita zviri pachokwadi asi isu takaita zvakaipa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Pane zvakaitika kwatiri, imi makanga makarurama; makanga makatendeka, asi isu takaita zvakaipa. Viz kapitola |