Nehemia 9:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vakamira munzvimbo dzavo vakaverenga muBhuku roMutemo waTenzi, Mwari wavo kwamaawa matatu pazuva. Kwamamwe maawa matatu acho vakareurura vakapfugamira Tenzi, Mwari wavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋakasimuka paʋakaŋga ʋagere, ʋakaraʋa mubuku yomurairo waJehova Mŋari waʋo mugoʋe wecinna wezuʋa; mumŋe mugoʋe wecinna ʋakaɀireʋurura nokunamata kunaJehova Mŋari waʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Vakasimuka pavakanga vagere, vakarava mabhuku yomurayiro waJehovha Mwari wavo mugove wechina wezuva; mumwe mugove wechina vakazvireurura nokunamata kuna Jehovha Mwari wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vakamira munzvimbo dzavo vakaverenga muBhuku roMutemo waTenzi, Mwari wavo kwamaawa matatu pazuva. Kwamamwe maawa matatu acho vakareurura vakapfugamira Tenzi, Mwari wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Vakamira munzvimbo dzavo vakaverenga muBhuku roMutemo waTenzi, Mwari wavo kwamaawa matatu pazuva. Kwamamwe maawa matatu acho vakareurura vakapfugamira Tenzi, Mwari wavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Vakamira pavakanga vari ndokuverenga kubva muBhuku roMurayiro waJehovha Mwari wavo kwechikamu chimwe chete muzvina chezuva, ndokupedzazve chimwe chikamu chimwe chete muzvina chezuva, vachireurura uye vachinamata Jehovha Mwari wavo. Viz kapitola |