Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 9:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Makavapa vana vakawanda senyenyedzi dzedenga mukauya navo munyika yamakanga matsidzira madzibaba kuzopindamo vachiita yavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Mukawanza ʋana ʋaʋo ʋakaita senyeredzi dzokuɗeŋga; mukaʋaȿitsa panyika yamakaʋudza madziɓaɓa aʋo kuti ʋacapinda’mo kuzoiita yaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Mukawanza vana vavo vakaita senyeredzi dzokudenga; mukavasvitsa panyika yamakaudza madzibaba avo kuti vachapindamo kuzoiita yavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Makavapa vana vakawanda senyenyedzi dzedenga mukauya navo munyika yamakanga matsidzira madzibaba kuzopindamo vachiita yavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Makavapa vana vakawanda senyenyedzi dzedenga mukauya navo munyika yamakanga matsidzira madzibaba kuzopindamo vachiita yavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Makaita kuti vana vavo vawande senyeredzi dziri mudenga, mukavauyisa kunyika yamakaudza madzibaba avo kuti vapinde vaitore.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 9:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy