Nehemia 8:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zuva nezuva kubvira pamusi wokutanga kusvikira pane wokupedzesera aiverenga muBhuku roMutemo waMwari. Vakachengeta mazuva makuru iwayo kwemazuva manomwe, pazuva rechisere pakaitwa musangano mutsvene wezvokunamata maererano nezviri pamurao. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ʋuye zuʋa rimŋe nerimŋe, kubva pazuʋa rokutaŋga kuȿikira pazuʋa rokupedzisira, wakaraʋa pabuku yomurairo waMŋari. Ʋakaita mutambo mazuʋa manomŋe; pazuʋa rorusere ʋakaita ʋuŋgano yokupedzisira, seɀakaŋga ɀatemŋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Uye zuva rimwe nerimwe, kubva pazuva rokutanga kusvikira pazuva rokupedzisira, akarava pabhuku yomurayiro waMwari. Vakaita mutambo mazuva manomwe; pazuva rorusere vakaita ungano yokupedzisira, sezvakanga zvatemwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zuva nezuva kubvira pamusi wokutanga kusvikira pane wokupedzesera aiverenga muBhuku roMutemo waMwari. Vakachengeta mazuva makuru iwayo kwemazuva manomwe, pazuva rechisere pakaitwa musangano mutsvene wezvokunamata maererano nezviri pamurao. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Zuva nezuva kubvira pamusi wokutanga kusvikira pane wokupedzesera aiverenga muBhuku roMutemo waMwari. Vakachengeta mazuva makuru iwayo kwemazuva manomwe, pazuva rechisere pakaitwa musangano mutsvene wezvokunamata maererano nezviri pamurao. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Zuva rimwe nerimwe, kubva pazuva rokutanga kusvikira pane rokupedzisira, Ezira akaverenga kubva muBhuku roMurayiro waMwari. Vakapemberera mutambo kwamazuva manomwe, uye pazuva rorusere, maererano nezvakanga zvarayirwa, pakava neungano ipapo. Viz kapitola |