Nehemia 8:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Gungano rose revanhu vakadzoka vachibva kuutapwa vaye vakazvigadzirira matumba vakagara mumatumba imomo nokuti kubvira mumazuva aJoshuwa mwanakomana waNuni kusvikira musi iwoyo, vanhu veIsiraeri vakanga vasati vambozviita, pakafarwa zvokufara zviya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋuŋgano yose yaʋakaŋga ʋakadzoka pakutapxa ʋakaita matumba, ʋakagara pamatumba; nokuti kubva pamazuʋa aJoshua mŋanakomana waNuni kuȿikira pazuʋa iro, ʋana ʋaIsraeri ʋakaŋga ʋasina‐kuita iɀoɀo. Pakaʋa nomufaro mukuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Ungano yose yavakanga vakadzoka pakutapwa vakaita matumba, vakagara pamatumba; nokuti kubva pamazuva aJeshua mwanakomana waNuni kusvikira pazuva iro, vana vaIsiraeri vakanga vasina kuita izvozvo. Pakava nomufaro mukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Gungano rose revanhu vakadzoka vachibva kuutapwa vaye vakazvigadzirira matumba vakagara mumatumba imomo nokuti kubvira mumazuva aJoshuwa mwanakomana waNuni kusvikira musi iwoyo, vanhu veIsiraeri vakanga vasati vambozviita, pakafarwa zvokufara zviya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Gungano rose revanhu vakadzoka vachibva kuutapwa vaye vakazvigadzirira matumba vakagara mumatumba imomo nokuti kubvira mumazuva aJoshuwa mwanakomana waNuni kusvikira musi iwoyo, vanhu veIsiraeri vakanga vasati vambozviita, pakafarwa zvokufara zviya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ungano yose yakanga yadzoka kuutapwa yakavaka matumba ikagaramo. Kubva pamazuva aJoshua mwanakomana waNuni kusvikira pazuva iroro, vaIsraeri havana kumbopemberera saizvozvi. Uye mufaro wavo waiva mukuru kwazvo. Viz kapitola |