Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 8:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Vanhu vose vakazoenda zvavo kundodya nokunwa nokutumirana zvipo vachipembera kwazvo nokufara pamusana pokuti vakanga vanzwisisa mashoko avakanga vaudzwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ipapo ʋanhu ʋose ʋakaenda kundodya nokunwa, nokutumira ʋamŋe migoʋe, nokufara kwaɀo; nokuti ʋakaŋga ʋanzwisisa mashoko aʋakaparidzirwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Ipapo vanhu vose vakaenda kundodya nokunwa, nokutumira vamwe migove, nokufara kwazvo; nokuti vakanga vanzwisisa mashoko avakaparidzirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Vanhu vose vakazoenda zvavo kundodya nokunwa nokutumirana zvipo vachipembera kwazvo nokufara pamusana pokuti vakanga vanzwisisa mashoko avakanga vaudzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Vanhu vose vakazoenda zvavo kundodya nokunwa nokutumirana zvipo vachipembera kwazvo nokufara pamusana pokuti vakanga vanzwisisa mashoko avakanga vaudzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Ipapo vanhu vose vakabva vaenda kundodya nokunwa, nokutumira migove yezvokudya vachipembera nomufaro mukuru, nokuti vakanga vanzwisisa zvino mashoko avakanga vaudzwa.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 8:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy