Nehemia 8:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Saizvozvo vaRevhi vakanyaradza vanhu vose vachiti, “Nyararai zvenyu nokuti zuva ranhasi izuva rinoera, zvokusuruvara, chiregai.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Naiɀoɀo ʋaRevi ʋakanyaradza ʋanhu ʋose, ʋaciti: Nyararai henyu, nokuti izuʋa dɀene; musaʋa neshuŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Naizvozvo vaRevhi vakanyaradza vanhu vose, vachiti, “Nyararai henyu, nokuti izuva dzvene; musava neshungu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Saizvozvo vaRevhi vakanyaradza vanhu vose vachiti, “Nyararai zvenyu nokuti zuva ranhasi izuva rinoera, zvokusuruvara, chiregai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Saizvozvo vaRevhi vakanyaradza vanhu vose vachiti, “Nyararai zvenyu nokuti zuva ranhasi izuva rinoera, zvokusuruvara, chiregai.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 VaRevhi vakanyaradza vanhu vose vakati, “Nyararai, nokuti iri izuva dzvene. Musazvidya mwoyo.” Viz kapitola |