Nehemia 8:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Vanhu vose vakazoungana vaine chinangwa chimwe munhandare pamberi pesuo guru rokuMvura. Vakataurira Ezira nyanzvi yomutemo kuti aunze bhuku romutemo waMosesi wakanga wapiwa kuvaIsiraeri naTenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ʋanhu ʋose ʋakaʋuŋgana nomŋoyo mumŋe paɗare rakaŋga riri pamberi pesuʋo remvura; ʋakaʋudza Ezra munyori kuti aʋuye nebuku yomurairo waMosesi, wakaŋga warairwa ʋaIsraeri naJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino vanhu vose vakaungana nomwoyo mumwe padare rakanga riri pamberi pesuo remvura; vakauudza Ezira munyori kuti auye nebhuku yomurayiro waMosesi, wakanga warairwa vaIsiraeri naJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Vanhu vose vakazoungana vaine chinangwa chimwe munhandare pamberi pesuo guru rokuMvura. Vakataurira Ezira nyanzvi yomutemo kuti aunze bhuku romutemo waMosesi wakanga wapiwa kuvaIsiraeri naTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Vanhu vose vakazoungana vaine chinangwa chimwe munhandare pamberi pesuo guru rokuMvura. Vakataurira Ezira nyanzvi yomutemo kuti aunze bhuku romutemo waMosesi wakanga wapiwa kuvaIsiraeri naTenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvino mwedzi wechinomwe wakati wasvika, uye vaIsraeri vagara mumaguta avo, vanhu vose vakaungana vakaita somunhu mumwe pachivara chakatarisana neSuo reMvura. Vakakumbira Ezira munyori kuti auye neBhuku roMurayiro waMozisi, wakanga warayirwa naJehovha kuvaIsraeri. Viz kapitola |