Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 7:69 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

69 Kwozouya ngamera dzavo mazana mana ana makumi matatu ane shanu namadhongi zviuru zvitanhatu zvina mazana manomwe namakumi maviri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

69 namakamera aʋo, mazana manomŋe namakumi matatu namashanu; mboŋgoro dzaʋo ɀuru ɀitanhatu namazana manomŋe namakumi maʋiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

69 ngamera avo, mazana manomwe namakumi matatu namashanu; mbongoro dzavo zviuru zvitanhatu namazana manomwe namakumi maviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

69 Kwozouya ngamera dzavo mazana mana ana makumi matatu ane shanu namadhongi zviuru zvitanhatu zvina mazana manomwe namakumi maviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

69 Kwozouya ngamera dzavo mazana mana ana makumi matatu ane shanu namadhongi zviuru zvitanhatu zvina mazana manomwe namakumi maviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

69 mazana mana namakumi matatu namashanu engamera uye zviuru zvitanhatu zvina mazana manomwe namakumi maviri zvembongoro.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 7:69

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy