Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 7:61 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

61 Kune vamwe vaibva kuTerimera nokuTeriharisha nokuKerubhu nokuAdhoni nokuImero, asi havana kukwanisa kurondedzera dzimba dzemadzibaba avo uye kuti ivo pachavo ndevechiIsiraeri here kana kuti kwete.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

61 Ndiʋo ʋakakwira, ʋacibva Terimera, neTeri‐harsha, neKerubi, neAdoni, neImeri; asi ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kuɗudza dzimba dzamadziɓaɓa aʋo, kana marudzi aʋo, kana ʋakaŋga ʋari ʋaIsraeri:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

61 Ndivo vakakwira, vachibva Terimera, neTeriharisha, neKerubhi, neAdhoni, neImeri; asi vakanga vasingagoni kududza dzimba dzamadzibaba avo, kana marudzi avo, kana vakanga vari vaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

61 Kune vamwe vaibva kuTerimera nokuTeriharisha nokuKerubhu nokuAdhoni nokuImero, asi havana kukwanisa kurondedzera dzimba dzemadzibaba avo uye kuti ivo pachavo ndevechiIsiraeri here kana kuti kwete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

61 Kune vamwe vaibva kuTerimera nokuTeriharisha nokuKerubhu nokuAdhoni nokuImero, asi havana kukwanisa kurondedzera dzimba dzemadzibaba avo uye kuti ivo pachavo ndevechiIsiraeri here kana kuti kwete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

61 Ava vanotevera vaibva kumaguta okuTeri Mera, Teri Harisha Kerubhi, Adhoni neImeri, asi vakanga vasingagoni kuratidza kuti zvizvarwa zvavo zvaibva mumhuri yaIsraeri:

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 7:61

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy