Nehemia 7:57 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Vanakomana vavaranda vokwaSoromoni paiva nevokwaSotai naSofereti naPeridha Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)57 Ʋana ʋaʋaranda ʋaSoromoni ʋakaŋga ʋari: Ʋana ʋaSotai, naʋana ʋaSofereti, naʋana ʋaPerida, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200257 Vana vavaranda vaSoromoni vakanga vari, vana vaSotai, navana vaSofereti, navana vaPeridha, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Vanakomana vavaranda vokwaSoromoni paiva nevokwaSotai naSofereti naPeridha Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona57 Vanakomana vavaranda vokwaSoromoni paiva nevokwaSotai naSofereti naPeridha Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi57 Zvizvarwa zvavaranda vaSoromoni: zvizvarwa zva: Sotai, Sofereti, Peridha, Viz kapitola |