Nehemia 7:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Vaimbi: vana vokwaAsafu: zana namakumi mana ana vasere. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Ʋaimbi ʋakaŋga ʋari: Ʋana ʋaAsafi, zana rimŋe namakumi manna naʋasere. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 Vaimbi vakanga vari, vana vaAsafi, zana rimwe namakumi mana navasere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Vaimbi: vana vokwaAsafu: zana namakumi mana ana vasere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Vaimbi: vana vokwaAsafu: zana namakumi mana ana vasere. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Vaimbi: zvizvarwa zvaAsafi, zana namakumi mana navasere. Viz kapitola |