Nehemia 7:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vanakomana vokwaPahatimoabhu vari vokwaJeshua naMoabhu zviuru zviviri zvina mazana masere ane gumi navasere Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ʋana ʋaPahati‐moabi, ʋaʋana ʋaJeshua naJoabi, ɀuru ɀiʋiri namazana masere negumi naʋasere. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Vana vaPahatimoabhi, vavana vaJeshura naJoabhu, zviuru zviviri namazana masere negumi navasere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vanakomana vokwaPahatimoabhu vari vokwaJeshua naMoabhu zviuru zviviri zvina mazana masere ane gumi navasere Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Vanakomana vokwaPahatimoabhu vari vokwaJeshua naMoabhu zviuru zviviri zvina mazana masere ane gumi navasere Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 zvaPahati-Moabhu (kubudikidza nokuna Jeshua naJoabhu), zviuru zviviri, namazana masere ane gumi navasere; Viz kapitola |